KwaunobvaDuramazwiTtaimira

Duramazwi

taimira

Zvinoreva

Kutaimira kugona kuita chinhu pakamukana kaunenge wawana wobva wabudirira. Wagona kutaimira, baba vabuda manje manje saka pinda hako mumba wakasununguka.

1

Kutaimira kugona kuita chinhu pakamukana kaunenge wawana wobva wabudirira. Wagona kutaimira, baba vabuda manje manje saka pinda hako mumba wakasununguka.

Akanatso taimira kuti bhudhi vake vadzokere kugweru kucoarse ipapa ndopaainge oronga kutanga tsoro dzake.

Kana mukomana achiti ari kunotaimira musikana wake anenge achireva kuti ari kunomumirira panzvimbo yaanofungira kuti angapfuura napo.

2

Kana mukomana achiti ari kunotaimira musikana wake anenge achireva kuti ari kunomumirira panzvimbo yaanofungira kuti angapfuura napo.

Mamwe mazwi ane T

T

Duramazwi

01 / 03

taimutebhuru

Uhu urongwa hwezvinhu zvinofambiswa nenguva yakatarwa. Pakabuda taimutebhuru yamazamanishoni, vana vakatanga kuverenga zvine simba.

Verenga

Swipe for the next word