Duramazwi
Zvinoreva
Kutaidza kuramba kukwana kwezvinhu zvaita zvishoma. Mbeu yenzungu yakataidza tikatozokavira nyimo.
1

Kushwetaidza kufamba kwemunhu akasimba asi akapfeka nhumbi dzinomubata.
Kutaidza kuramba kukwana kwezvinhu zvaita zvishoma. Mbeu yenzungu yakataidza tikatozokavira nyimo.
Kusvataidza kubvisa mweya mubhora kana muvhiri.
Mamwe mazwi ane T
TDuramazwi
01 / 03taika
Kurasika.
VerengaSwipe for the next word