KwaunobvaDuramazwiTtai

Duramazwi · zita

tai

Zvinoreva

Kuti tai kuvapo kwechiedza kwenguva diki chobva chadzima.

Tai ibutiro rechubhu rinogadzirwa nerabha rinoshandiswa pamavhiri emotokari, mabhasikoro kana zvimwe zvifambiso.

Tai mucheka wakasonwa, murefu usina kunyanyofara, unosungwa muhuro pamusoro pehembe.

1

Kana moto uchiti tai-tai unenge uchimbojeka nokuita kakudzima zvishoma.

2

taira 5.

3

mudzipanyota 3,

kashwetahuro 12,

chibopahuro 7

kamudzipanyota 12.

Mamwe mazwi ane T

T

Duramazwi

01 / 03

tai-tai

Kana moto uchiti tai-tai unenge uchimbojeka nokuita kakudzima zvishoma.

Verenga

Swipe for the next word