Duramazwi · zita
tafura
table
Duramazwi · zita
table
Tafura mudziyo une makumbo, nepamusoro pakapamhama, panogadzikirwa zvokudya kana kushandirwa zvimwewo.
Tafura mudziyo une makumbo, nepamusoro pakapamhama, panogadzikirwa zvokudya kana kushandirwa zvimwewo.
tebhuru 9.
Kushandisa tafura kunoita kuti ubvisirwe zvimwe zvibodzwa.
Kana uchiseta tafura unenge uchiisa zvinozoshandiswa pakudya sezvakaita ndiro nezvipinu.
Duramazwi
01 / 03taga
Taga kamba kadiki kanovakwa kumunda, kanogara munhu kana achirinda mbeu.
VerengaSwipe for the next word