Kwaunobva/Duramazwi/T/tadzu
Duramazwi
Kuti tadzu kudzura munhenga.
Kuti tadzu kubvambura nyama nemazino.
tafura
table
taga
Taga kamba kadiki kanovakwa kumunda, kanogara munhu kana achirinda mbeu.
tagutapadare
Uyu munhu, kazhinji murume, ane dumbu guru.
Swipe for the next word