Duramazwi · zita
vhiri
wheel · tire; wheel
Duramazwi · zita
wheel · tire; wheel
Vhiri idendenedzwa rinogadzirwa nerabha, rinobatanidzwa neekisero rinotenderera richifambisa zvakaita sengoro kana motokari.
Vhiri idendenedzwa rinogadzirwa nerabha, rinobatanidzwa neekisero rinotenderera richifambisa zvakaita sengoro kana motokari.
Pakaputika vhiri remotokari yake akabva angoisa rimwe resipeya raiva mubhuti.
Chifefe ndezvakaita zvibhora zvinoiswa mukati panotenderera vhiri kunyanya rebhasikoro.
Kuti forototo kupera mweya kunoita vhiri kana bhora rabayiwa nomunzwa.
Duramazwi
01 / 03vhirimisa
Kana vana vachivhirimisa motokari dzavo dzokutambisa vanenge vachidzisunda nokudzifambisa.
VerengaSwipe for the next word