KwaunobvaDuramazwiVvhirimisa

Duramazwi

vhirimisa

Zvinoreva

Kana vana vachivhirimisa motokari dzavo dzokutambisa vanenge vachidzisunda nokudzifambisa.

1

Kuvhirimisa munhu kumumhanyisa uchida kumurova.

2

Mamwe mazwi ane V

V

Duramazwi

01 / 03

vhirimu

Kuti vhirimu kufambisa muviri uchiteta kubatwa kana kunyenyeredzwa kwaunenge waitwa.

Verenga

Swipe for the next word