KwaunobvaDuramazwiMmhanyisa

Duramazwi

mhanyisa

accelerate · faster

-hambisa-rumbisa-dzinganisa-rumbirira-dzingirira

Zvinoreva

Kumhanyisa kukanda tsoka nekukurumidza zvakanyanya.

1

Kumhanyisa kukanda tsoka nekukurumidza zvakanyanya.

Kuti ngarengare kumhanyisa-mhanyisa kunoita munhu meso, zvekuti unenge uchioona ziso richingovaima-vaima.

Pastor vakaedza kurimhanyisa but zvakaramba nekuti benzi ndakatouruka fence kwakutiza richitisiya tese takagoshama miromo.

Debra aiva munhu aigona zvisingaite kuchikoro asi ukamhanyisa tsuro mbiri haubati kana imwe zvayo but unozongosara wodzungaira.

2

Kumhanyisa munhu kumutandanisa nechinangwa chekuda kumubata uye kumurova.

Zvakafanana

-hambisa · -rumbisa · -dzinganisa · -rumbirira · -dzingirira

Mamwe mazwi ane M

M

Swipe for the next word