KwaunobvaDuramazwiVvhetemesa

Duramazwi

vhetemesa

Zvinoreva

Kuvhetemesa kuita kuti chaunenge uchifambisa chimhanye zvikuru.

1

Kuvhetemesa kuita kuti chaunenge uchifambisa chimhanye zvikuru.

Muchairi akavhetemesa motokari.

BaTakue vakavhetemesa mota vodzoka kwave kusvikirana naTanaka ndokubva Tadiwa amhanyira mumwe wake.

BaTakue vakavhetemesa mota havo voenda kubasa.

Mamwe mazwi ane V

V

Duramazwi

01 / 03

vheterinari

Uyu munhu akadzidzira basa rokurapa zvipfuyo nemhuka.

Verenga

Swipe for the next word