Duramazwi
Zvinoreva
Kufambisa.
1
Kufambisa.
Uyu mutambo unotambwa nevana vachibhambisa kabhora pasi, vachiita zvidavado zvakasiyana siyana zvekupinza bhora mumakumbo nemaoko.
Kana munhu akadhambisa hembe anenge aibata nomutowo unoita kuti shinda dzayo dziregedzeke, zvokuti haizobati pamuviri kana ikapfekwa.
2
Kumhanyisa.
Mamwe mazwi ane H
HDuramazwi
01 / 03hamburamakaka
Uyu munhu kana mhuka ine mumhu mukuru, uye yakasimba chaizvo. Shumba _ihamburamakaka_ yesango isina mhuka yainozeza.
VerengaSwipe for the next word