Duramazwi · zita
hamburamakaka
hambamakakahamburagumamiti
Duramazwi · zita
Uyu munhu kana mhuka ine mumhu mukuru, uye yakasimba chaizvo. Shumba _ihamburamakaka_ yesango isina mhuka yainozeza.

hambamakaka · hambura · gumamiti
Duramazwi
01 / 03hameni
Kana vatendi vachiti hameni vanenge vachiratidza kugutsikana nezviri kuparidzwa, uye vachikurudzira muparidzi kuti aenderere mberi.
VerengaSwipe for the next word