Duramazwi02 / 03hamburamakakaUyu munhu kana mhuka ine mumhu mukuru, uye yakasimba chaizvo. Shumba _ihamburamakaka_ yesango isina mhuka yainozeza.Verenga→
Duramazwi03 / 03hameniKana vatendi vachiti hameni vanenge vachiratidza kugutsikana nezviri kuparidzwa, uye vachikurudzira muparidzi kuti aenderere mberi.Verenga→