Kwaunobva/Duramazwi/H/hameno
Duramazwi
wonder
hamheno
hamira
Kuhamira kuvhumbamira pamazai kunoitwa neshiri kuti a-tsotsonye.
hamiro
Hamiro mudziyo wedanda rakavezwa, unokamirwa mukaka.
Swipe for the next word