Duramazwi01 / 03apetaizaApetaiza chikafu chishoma chisingagutsi chinodyirwa kukoka nzara vanhu vasati vatanga kudya zvinogutsa.Verenga→
Duramazwi02 / 03apiraKuapira kuendesa chichemo kudare redzimhosva repamusoro kunoitwa neanenge asina kugutsikana nedare repasi, kuti nyaya itongwe patsva.Verenga→
Duramazwi03 / 03apiriKuita apiri kukwidza mhosva kudare rapamusoro kungaita munhu kana asina kugutsikana nomutongo waanga apiwa padare repasi.Verenga→