Duramazwi
apa
here
Duramazwi
here
Tinoshandisa apa kana tichitaura nezvenzvimbo iri pedo.
Tinoshandisa apa kana tichitaura nezvenzvimbo iri pedo.
Apa ndipo paakachizonyatsoona zvino kuti mudark room aive asina kungoiswamo chete.
Apa ndipo paakachizonyatsoona kuti it was all fake team iri rine zvaraitsvaga.
Apa ndipo pamunonzi maratidza level remhando yepamusoro chairo rekudzungaira.
Duramazwi
01 / 03apedza
spent
VerengaSwipe for the next word