KwaunobvaDuramazwiAapetaiza

Duramazwi · zita

apetaiza

Zvinoreva

Apetaiza chikafu chishoma chisingagutsi chinodyirwa kukoka nzara vanhu vasati vatanga kudya zvinogutsa.

1

Mamwe mazwi ane A

A

Duramazwi

01 / 03

apira

Kuapira kuendesa chichemo kudare redzimhosva repamusoro kunoitwa neanenge asina kugutsikana nedare repasi, kuti nyaya itongwe patsva.

Verenga

Swipe for the next word