KwaunobvaDuramazwiAapiri

Duramazwi · zita

apiri

Zvinoreva

Kuita apiri kukwidza mhosva kudare rapamusoro kungaita munhu kana asina kugutsikana nomutongo waanga apiwa padare repasi.

1

Kuita apiri kudzokorora kuita zvinhu zvawamboita futi.

2

Hausi kuona kuti zvino wokoniwa?

Mamwe mazwi ane A

A

Swipe for the next word