KwaunobvaDuramazwiPpamha

Duramazwi

pamha

-pamhidzira-pamhidza-ingidza

Zvinoreva

Kupamha kuwedzera zvinhu pane zvimwe zvagara zviripo.

1

Kupamha kuwedzera zvinhu pane zvimwe zvagara zviripo.

Kana wakaura unenge warwadziwa nezvawanga uchiita, zvokuti hauzodi kuzvipamha zvakare.

Kana uchipamha unenge uchiita zvawamboita kana kuti zvaunogaroita.

Bhurakwacha isora rine mashizha akapamha-ma, ane tumvere, rinowanzowanikwa panzvimbo dzinochengeta unyoro.

2

Kana uchipamha unenge uchiita zvawamboita kana kuti zvaunogaroita.

Zvakafanana

-pamhidzira · -pamhidza · -ingidza

Mamwe mazwi ane P

P

Duramazwi

01 / 03

pamhadza

Kurova kana kutema pakaoma.

Verenga

Swipe for the next word