KwaunobvaDuramazwiPpamhadza

Duramazwi

pamhadza

-wadza-pamhadzura-bwada-gura-lemura

Zvinoreva

Kurova kana kutema pakaoma.

1

Kurova kana kutema pakaoma.

Kana uchipamhadza munhu unenge uchimurova nembama, zvikuru mumusoro.

Kupamhadza kufamba netsoka munhu asina shangu mumakumbo.

Kana uchipamhadza unenge uchidya sadza risina usavi.

2

Kana uchipamhadza munhu unenge uchimurova nembama, zvikuru mumusoro.

3

Kana uchipamhadza unenge uchidya sadza risina usavi.

4

Kupamhadza kufamba netsoka munhu asina shangu mumakumbo.

Zvakafanana

-wadza · -pamhadzura · -bwada-gura · -lemura

Mamwe mazwi ane P

P

Duramazwi

01 / 03

pamhadzira

Kupamhadzira kurova munhu nekambama mukutamba.

Verenga

Swipe for the next word