KwaunobvaDuramazwiPpamhama

Duramazwi

pamhama

flat

Zvinoreva

Muchero unodyiwa.

1

Muchero unodyiwa.

Fendefa zidombo rakati pamhama, kana kuti chimwewo chokutsika chinenge chakaforomwa nesemende.

Fafariva zidombo rakati pamhama, rakaforomwa nesimende.

Kana chinhu chichinzi chakaita bape chinenge chakapamhama asi chisina kutumba.

Mamwe mazwi ane P

P

Duramazwi

01 / 03

pamhamha

Chinhu chakapamhamha chinenge chakakura pakupima urefu hwacho kana zvichipimwa zvakachinjika.

Verenga

Swipe for the next word