KwaunobvaDuramazwiPpamhamha

Duramazwi

pamhamha

-fara

Zvinoreva

Chinhu chakapamhamha chinenge chakakura pakupima urefu hwacho kana zvichipimwa zvakachinjika.

1

Chinhu chakapamhamha chinenge chakakura pakupima urefu hwacho kana zvichipimwa zvakachinjika.

Vose vaiuya nounyanzvi hwakasiyana-siyana asi hwakapamhamha zvinogona kubatsira mudzidzi wedu.

Tireyi mudziyo wemukicheni wakapamhamha, unotakurirwa zvekudya zvichiendeswaa patafura.

Mugwagwa inzira huru yakagadzirwa yakapamhamha, panofamba nevanhu, mabhazi, mota kana ngoro.

Zvakafanana

-fara

Mamwe mazwi ane P

P

Duramazwi

01 / 03

pamhamura

Kupamhamura munhu kumurova zvakasimba nembama, zvikuru padama.

Verenga

Swipe for the next word