KwaunobvaDuramazwiPpamhe

Duramazwi

pamhe

Zvinoreva

Inzwi rinoshandiswa pakurega kwekukasika.

1

Inzwi rinoshandiswa pakurega kwekukasika.

Zivanai: Zvakanaka shamwari ndakuregerera asi usazvipamhe zvekare nokuti ndakanyara zvikuru nemashoko awakanditaurira pazere vanhu kudaro.

Mamwe mazwi ane P

P

Duramazwi

01 / 03

pamhene

Panzvimbo pakashama panonyatsoonekwa.

Verenga

Swipe for the next word