Duramazwi · zita
Zvinoreva
Panzvimbo pakashama panonyatsoonekwa.
1
Panzvimbo pakashama panonyatsoonekwa.
Kugangarika kuva pamhene zvakanyanya kwechinhu zvokuti chinobva chanyatsoonekwa.
Kana munhu akati virikiti anenge achibva pakavanda, ongokaruka ava pamhene.
Kuti gangara kuva pamhene zvakanyanya. Makore zvaakapera mwedzi wakasara wakati gangara.
2
Pamhene panzvimbo isina zvinhu zvakawanda zvakaita semiti kana zvivakwa, zvokuti kana pane chinoitika-po vanhu vanonyatsochiona pasina kuvharidzirwa.
3
Kana chinhu chichinzi chiri pamhene chinenge chiri pachinonyatsoonekwa.
Zvakafanana
Mamwe mazwi ane P
PDuramazwi
01 / 03pamhepo
Kana vanhu vachitaura pamhepo vanenge vari panhepfenyuro yewairesi kana terevhizheni.
VerengaSwipe for the next word