Duramazwi02 / 03pasanukaKana chinhu chichinzi chapasanuka chinenge chatsaurika kubva pazvimwe zvacho.Verenga→
Duramazwi03 / 03pashaKana denga remba rakati pasha rinenge rakadzikira, richiita seroda kuwira mukati.Verenga→