Duramazwi
Zvinoreva
Kupasa kutambarara kunoita muti kana muriwo.
Kana munhu apasa ane-nge abudirira pane zvaanenge achiita, kunyanya paya panonyorwa bvunzo.

Chitambi igwaro rinopi-wa kumunhu nehurumende kana a-pasa bvunzo yokuchaira dzimotoka-ri.
Mupasa idare romuseve kana pfumo rakafara chaizvo uye risina minyangove.
Kana mudzidzisi arerutsa bvunzo anenge aiita kuti ive nyore zvokuti vadzidzi vakawanda vanogona kupasa.
Kana munhu apasa ane-nge abudirira pane zvaanenge achiita, kunyanya paya panonyorwa bvunzo.
Chitambi igwaro rinopi-wa kumunhu nehurumende kana a-pasa bvunzo yokuchaira dzimotoka-ri.
Kana mudzidzisi arerutsa bvunzo anenge aiita kuti ive nyore zvokuti vadzidzi vakawanda vanogona kupasa.
Kupasa kutambarara kunoita muti kana muriwo.
Zvakafanana
-budirira · -kunda
Mamwe mazwi ane P
PDuramazwi
01 / 03pasanuka
Kana chinhu chichinzi chapasanuka chinenge chatsaurika kubva pazvimwe zvacho.
VerengaSwipe for the next word