KwaunobvaDuramazwiKkunda

Duramazwi · chiito

kunda

conquer · prevail · surpass · conquer; defeat; win

-kurira-pasa-nyisarwisagona-kundikana

Zvinoreva

Kukunda kubudirira mune zvawanga uchivavarira.

1

Kukunda kubudirira mune zvawanga uchivavarira.

Mwana wangu uya akazozvikunda zvechikoro gore rakapera.

Kuti ka ka ka kunda-ndama pakutaura.

Maitakue havana havo kuexcepta hug yemurume wavo asi Takunda aifara zvisingaite.

2

Kukunda kuva nani pane vamwe, kana kugona kuvadarika, pane zvamunenge muchiita mose.

Zvakafanana

-kurira · -pasa · -nyisa · rwisa · gona

Zvakasiyana

-kundikana

Mamwe mazwi ane K

K

Duramazwi

01 / 03

kunde kunde

Kuti kunde kunde kuunganidza zvinhu zvakaita sezviyo zviri paruware.

Verenga

Swipe for the next word