KwaunobvaDuramazwiKkundwa

Duramazwi

kundwa

Zvinoreva

Kana mumwe akakundwa pazvibhakera anenge asvika pakusakwanisa kudzorera waari kurwa naye.

1

Kana mumwe akakundwa pazvibhakera anenge asvika pakusakwanisa kudzorera waari kurwa naye.

Kuna Tambaoga musi uyu, kutya kwakakundwa nokusuwa namatambudziko.

Chokwadi vanhu havade kukundwa.

Ndaityira kuti angangokundwa semunhu akatamba akadhakwa.

2

Kana munhu achinzi anokundwa nehasha anenge asinga-

Mamwe mazwi ane K

K

Swipe for the next word