Duramazwi
kurirwa
overrun
Duramazwi
overrun
Kana munhu akakurirwa muchikoro kana pamakwikwi mumwe anenge agona kumudarika.
Kana munhu akakurirwa muchikoro kana pamakwikwi mumwe anenge agona kumudarika.
Tanaka akambozama kuzvicontroller asi akazokurirwa nesetsa kwave kuseka hake.
Maitakue vaida kuzvibvisa pahug asi vaikurirwa Simba.
Gapakapa ndere fodya remhudzi rinokura nokusakurirwa.
Kana mudzimai ane nhumbu akanzi akurirwa nhumbu yake inenge yakura zvikuru yava kuda kuzozvarwa.
Duramazwi
01 / 03kurohwa
chastisement
VerengaSwipe for the next word