KwaunobvaDuramazwiKkurira

Duramazwi

kurira

clatter · chirp

Zvinoreva

Kana ukakurira pane imwe nzvimbo unenge wayaruka uchigara ipapo.

1

Kana ukakurira pane imwe nzvimbo unenge wayaruka uchigara ipapo.

Kuyema kunoita mwana uyu anoratidza kuti akakukirira kwambuya.

Hausi kunzwa here kurira kwamachongwe." Tambaoga akapepuka.

Paakasvika mberi kwaro, akanzwa kurira kwaro kwasiyana.

2

Kukunda.

Mamwe mazwi ane K

K

Swipe for the next word