KwaunobvaDuramazwiKkundumu

Duramazwi

kundumu

Zvinoreva

Kuti kundumu kenda pamwe chete kwevanhu vakawanda.

1

Kana vadzidzi vabuda muchikoro vanoti kundumu voenda kudzimba dzavo.

2

Mamwe mazwi ane K

K

Duramazwi

01 / 03

kundwa

Kana mumwe akakundwa pazvibhakera anenge asvika pakusakwanisa kudzorera waari kurwa naye.

Verenga

Swipe for the next word