KwaunobvaDuramazwiKkundira

Duramazwi

kundira

Zvinoreva

Kukundira zvinhu kuzviunganidza pamwe chete.

1

Kukundira zvinhu kuzviunganidza pamwe chete.

Kundira marara ayo kunze kwechivanze uko, tigozoapisa manheru.

Kukundira zvinhu kuzviunganidza pamwe chete.

Mamwe mazwi ane K

K

Duramazwi

01 / 03

kundiso

Kundiso chinhu chaunoita kuti ugobudirira kuwana zvaunenge uchishuva muupenyu.

Verenga

Swipe for the next word