Duramazwi
kundikana
unsuccessful
-kunda
Duramazwi
unsuccessful
Kukundikana kutadza kubudirira mune zvaunenge uchida kuita.
Kukundikana kutadza kubudirira mune zvaunenge uchida kuita.
Mhinduro Dzinotarisirwa Ukange wagona seizvi tinodada newe asiwo ukange wakundikana tinodaira ucharamba uchidzokorora chikamu ichi.
Kana chinhu chichinzi chakona chinenge chakundikana, kana kuti chisina kuzoitika.
Pakukwereta mari shuriti munhu anovimbisa kuzobhadhara kana nyakukwereta akundikana.
-kunda
Duramazwi
01 / 03kundira
Kukundira zvinhu kuzviunganidza pamwe chete.
VerengaSwipe for the next word