Kwaunobva

pfuura

chiito
Zvinoreva
  1. 1

    Kuenda mberi kana ku-darika.

    Jehovha akati kwaari, Pfuura napakati peguta, napakati peJerusaremu, uise chiratidzo pahuma dzavanhu vanogomera nokuchema pamusoro pezvinonyangadza zvose zvinoita mukati maro.

  2. 2

    Kupfuura kupindira chimwe chinhu changa chiri pamberi pako.

  3. 3

    Kana wapfuura nzvimbo unenge wasvika nepairi, ukaenderera mberi nerwendo rwako.

  4. 4

    Kana wapfuura kwawanga uchienda, unenge wasiya nzvimbo yacho mumasure nokusaziva.

  5. 5

    Kana panhamo munhu akanzi apfuura zvinenge zvireva kuti afa.

  6. 6

    Kana nguva ichinge yapfuura, inenge yatodarika.

    Gore rakanga rapfuura vanhu vakanga vangikohwa tumasundachando chete takanga tafunga kuti midzimu yakanga yadambura mbereko.

  7. 7

    Kupfuura kuwanda kana kukura kunoita zvinhu kana zvichienzaniswa nezvimwe.

  8. 8

    Kana chinhu chichinzi chinopfuura chimwe, zvinenge zvichireva kuti chinochikunda pane zvinenge zvichitaurwa zvacho.

    Sahwira, bvuma chete kuti wangu mudzimai akapfuura wako runako.

  9. 9

    Kana munhu akaita zvinopfuura mwero, anenge apindiridza akazodarika zvinotenderwa kana kuti zvakafanira.

Apps from the team behind Kwaunobva

Made in Zimbabwe by Invalcre (Pvt) Limited. Free, and they work offline.

Provisional Test Zimbabwe app iconProvisional Test ZimbabweZimbabwe VID test and Highway Code

Pass your Zimbabwe provisional driving test.

  • Every question of this year's papers, with the reason each answer is right
  • A readiness score that moves as you sit papers, so you know when to book
Provisional app: a timed test question asking which car at a junction goes last
Danho app iconDanhoZIMSEC O and A Level past papers

Every ZIMSEC past paper, offline, on your phone.

  • Works fully offline once a subject is downloaded
  • Progress tracked paper by paper, not just a percentage
Danho app: today's revision plan, with the questions left to revise and a paper to start per subject
Bhaibheri app iconBhaibheriThe Shona Bible and its hymnals

The Shona Bible. Every hymn your church sings. Free.

  • Two versions side by side, verse for verse
  • AFM, Methodist, RCZ, UMC, Baptist and SDA hymnals
Bhaibheri app: choosing a church hymnal, from Apostolic Faith Mission to Seventh-day Adventist
Denhe app iconDenheZimbabwe's public record

The record of what Zimbabwe publishes.

  • Take-home pay, ZESA units and mobile money charges worked out
  • Every school, university and bank, a page each
Denhe: the PAYE calculator working out take-home pay from a monthly salary