Duramazwi
Zvinoreva
Kana mbeswa dzichinzi dzapfutwa dzinenge dzaita maburi maburi dzarumwa-rumwa nezvipfukuto.
1

Mupwezha muti unoita mashizha makuru, asingazuki uye usingatani kupfutwa kana waoma.
Kana mbeswa dzichinzi dzapfutwa dzinenge dzaita maburi maburi dzarumwa-rumwa nezvipfukuto.
Mamwe mazwi ane P
PDuramazwi
01 / 03pfuu
Kuti pfuu kupindira chinhu chinenge chiri mberi kwako, u-chimhanya kuchidarika.
VerengaSwipe for the next word