Duramazwi
Zvinoreva
Kana chinhu chichiti pfutunu, chinenge chichiregedzeka pachanga chakabatira kana kusungwa.
1
Kana chinhu chichiti pfutunu, chinenge chichiregedzeka pachanga chakabatira kana kusungwa.
Tauro raakanga akamonera rakati pfutunu achibva angosara akashama.
Kana waya kana tambo ikati pfutunu inenge yasununguka payanga yakamonana.
2
Kana waya kana tambo ikati pfutunu inenge yasununguka payanga yakamonana.
Mamwe mazwi ane P
PDuramazwi
01 / 03pfutura
Kupfutura kushandisa kamu kugadzira vhudzi kuti rinake.
VerengaSwipe for the next word