Duramazwi
Zvinoreva
Kuti pfutu kuregera munhu kana mombe zvanga zviri muusungwa.
1
Kuti pfutu kuregera munhu kana mombe zvanga zviri muusungwa.
Kuti pfutu kuregera munhu kana mombe zvanga zviri muusungwa.
Kana uchipfundunura unenge uchipfutu-nura pakasungwa.
Kana chinhu chichiti pfurupfutu muviri wacho unenge uchigwinha, sezvinoita huku yachekwa nebanga yoda kufa, kana munhu abatwa nezvipusha.
Mamwe mazwi ane P
PDuramazwi
01 / 03pfutuka
Kana chinhu chichipfutuka, chinenge chichiregedzeka pachanga chakambosungwa.
VerengaSwipe for the next word