Kwaunobva/Duramazwi/P/pfutidza
Duramazwi
Kunyanyaidza kupfutidza moto kana mwenje wakaudzikisa kuti usanyanyopisa.
-futidza
pfutsa
Kutangisa kana kuwedzera mwoto.
pfutsi
Pfutsi munhu anogara achiitira vamwe zvakashata nokuvatambudza.
pfutu
Kuti pfutu kuregera munhu kana mombe zvanga zviri muusungwa.
Swipe for the next word