Duramazwi
Zvinoreva
Kuisa huni mumoto kuitira kuti upfute zvikuru (to stoke fire).
1
Kuisa huni mumoto kuitira kuti upfute zvikuru (to stoke fire).
Kuchidza kuwedzera tunhu tushoma pane chimwe chinhu senzira yokuti chiwande. *Chidza muto netumvura kuti vanhu vose vakwane*.
Kugukuchidza kuchengetedza zvinhu zvako. Mukomana uyo anonyatsogukuchidza chikwama chake.
Kugukuchidza kutakudza munhu zvinhu zvakawanda mumaoko.
Mamwe mazwi ane K
KDuramazwi
01 / 03kuchidzira
Kuwedzera mwoto.
VerengaSwipe for the next word