KwaunobvaDuramazwiKkuchidzira

Duramazwi

kuchidzira

-kuchidzakunhidza-pesva-pesvedzera

Zvinoreva

Kuwedzera mwoto.

1

Kuwedzera mwoto.

Kukuchidzira kutaura mashoko anoita kuti munhu anzwe shungu yekui-ta chimwe chinhu.

Kukuchidzira kusairira huni muchoto kuti dzinyatsobvira.

Kukuchidzira kutaura mashoko ekufurira munhu kuti apenge re mumwe kana kuti anokonzera kuti vanhu vanga vatsamwisana vawedzere kuvengana.

2

3

4

Kukuchidzira kutaura mashoko anoita kuti munhu anzwe shungu yekui-ta chimwe chinhu.

Zvakafanana

-kuchidza · kunhidza · -pesva · -pesvedzera

Mamwe mazwi ane K

K

Swipe for the next word