Duramazwi
-vesa-basa
Zvinoreva
Kutangisa kana kuwedzera mwoto.
1
Kutangisa kana kuwedzera mwoto.
Kana zvipfukuto zvichipfutsa mbeswa dziri mudura, dzinenge dzichidyiwa kusara dzava namaburi.
Kupfutsa kufuridza moto wanga wodzima kuti pave nerimi remoto.
Kupfutsa kuonesa mumwe munhu nhamo, sezvinoita mukadzi asati achada murume kana murume ane-nge asisadi mukadzi.
2
Kupfutsa moto kutora huni kwava kudzibatidza pamwe chete nekutora uswa kana mapepa, wozotungidza machisa kuti pave nemoto.
Zvakafanana
-vesa · -basa
Mamwe mazwi ane P
PDuramazwi
01 / 03pfutsi
Pfutsi munhu anogara achiitira vamwe zvakashata nokuvatambudza.
VerengaSwipe for the next word