Duramazwi · zita
besa
flu
Duramazwi · zita
flu
Besa idzihwa jena rinobuda mumhino.
Kupatidza moto (to kindle/light fire).
Besa idzihwa jena rinobuda mumhino.
Besa chirwere chinoita kuti mhino dzibude dzihwa.
Uku kutadza kunyatsotaura zvinonzikwa nekuda kwekuti une besa nechikosoro.
Besa chirwere chinoita kuti munhu arwadziwe nemusoro uye agare achingobuda madzihwa mumhuno.
Kupatidza moto (to kindle/light fire).
Besa chirwere chinoita kuti mhino dzibude dzihwa.
Uku kutadza kunyatsotaura zvinonzikwa nekuda kwekuti une besa nechikosoro.
Besa chirwere chinoita kuti munhu arwadziwe nemusoro uye agare achingobuda madzihwa mumhuno.
Duramazwi
01 / 03besano
disagreement
VerengaSwipe for the next word