Duramazwi · zita
Zvinoreva
Dzihwa zvimvura zvinosiririka nokunamuka zvakaita zvichena, zvinobuda mumhino.
1
Dzihwa zvimvura zvinosiririka nokunamuka zvakaita zvichena, zvinobuda mumhino.
Kudanana kwaari kuita nemukadzi waSamupindi ndiko kunonzi kutsvaira dzihwa nereza ikoko.
Besa chirwere chinoita kuti mhino dzibude dzihwa.
Dzihwa zvimvura zvinosiririka nokunamuka zvakaita zvichena, zvinobuda mumhino.
2
Dzihwa chirwere chinobata munhu kwenguva pfupi, chinovhara mhino nokuitisa zvinorembuka zvichena, zvinobuda nomumhino.
Zvakafanana
Zvine chekuita
Mamwe mazwi ane D
DDuramazwi
01 / 03dziira
Kukwanisa kuzvidzivirira pamberi.
VerengaSwipe for the next word