Duramazwi · zita
mupesu
Zvinoreva
Muswe kana nhengo inosarira kumashure.
1
Muswe kana nhengo inosarira kumashure.
Kupinimika kufamba kwemuswe kana besu, kubva kune rimwe divi kuenda kune rimwe.
Besu munhu anenge aita wekupedzisira pane zvaanenge achikwikwidzana nevamwe.
Garikuni rudzi rwezishiri rine besu hombe, rinochengetwa pamusha uye rakakura kudarika huku.
2
Besu muswe weshiri, hove kana ndege.
3
Besu kumashure kwemotokari yakagadzirirwa kutakura zvinhu. Ini handidi kufamba rwendo rwakareba ndiri kubesu kwerori nokuti kune guruva rakawandisa.
4
Besu munhu anenge aita wekupedzisira pane zvaanenge achikwikwidzana nevamwe.
Zvakafanana
mupesu
Mamwe mazwi ane B
BDuramazwi
01 / 03besvu
Besvu kugara kungaita munhu, akataranganisa makumbo ake zvakanyanya zvinoonesa zviri pakati pamakumbo.
VerengaSwipe for the next word