KwaunobvaDuramazwiMmuswe

Duramazwi · zita

muswe

tail

muchirachitsiyo

Zvinoreva

Muswe inhengo yemuviri wemhuka inowanikwa kumagumo e-musana inopinimidza kana kurembera kumashure.

1

Muswe inhengo yemuviri wemhuka inowanikwa kumagumo e-musana inopinimidza kana kurembera kumashure.

Muswe wake waive wakaita matuzu zvekuti nayewo aitovewo pamarwadzo.

Vakaziva kuti aigona kuzoita zvirinani kana maronda ekutsva anenge apora nekuti aive akatsvawo muswe wese uyu.

Gudo guru peta muswe kuti vaduku vakutye.

2

Muswe munhu anosaririra shure pamakwikwi kana pakuita zvinhu.

Zvakafanana

muchira · chitsiyo

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

muswedzwa

Muswedzwa isadza rinenge rasara pakudyiwa mangwanani kana masikati, rozodyiwa manheru.

Verenga

Swipe for the next word