Duramazwi · zita
muswere
mutakatiro
Duramazwi · zita
Muswere izuva rose, kubva mangwanani kusvika manheru.
Muswere izuva rose, kubva mangwanani kusvika manheru.
Muswere wose wanhasi ndanga ndichingoshanda chete.
Muswere wese wezuva aive asina kana chaambodyawo seni.
Zhezha rava kupfuura tava kusvika pakukohwa, inova nguva yokugwarakwata muswere wose.
mutakatiro
Duramazwi
01 / 03muswero
Mufambiro unogara vanhu nawo muupenyu (way of spending the day).
VerengaSwipe for the next word