Duramazwi
Zvinoreva
Kusekera kuramba uchitevererana nomunhu, zvokuti haudi kusiyana naye.
1
Kusekera kuramba uchitevererana nomunhu, zvokuti haudi kusiyana naye.
*Matsotsi paakaona ndichiisa mari musamba, akatanga kundisekera.*
Sekera mudziyo wakakombamira mukati mune tumazino twakachedererwa, unoshandiswa pakucheka uswa.
Headmaster vakasekera mumwoyo havo vanyatsoona kuti vaive vazomugadzirira size zvino.
2
Kusekera kutora nzira inodimburira kusvika kunhu.
3
Kusekera kudzora n'ombe dzakasungwa kuti dzirege kundobondera panhu.
Mamwe mazwi ane S
SDuramazwi
01 / 03sekera godo
Kana munhu achisekera godo anenge achiseka nenzira inenge iri yokuda kusvotesa vaanovengana navo.
VerengaSwipe for the next word