KwaunobvaDuramazwiSsekerera

Duramazwi

sekerera

Zvinoreva

Kunyemwerera.

1

Kunyemwerera.

MaiMhofu vakaramba vakamutarisa kwave kubva atova sekerera.

Tanaka akatanga kusekerera hake otoona kuti zvinhu zvacho zvaitozviita zvega.

Ana Mamoyo vanoda zvinhu vainge vosekerera vakatarisa murume wasahwira wavo asina kupfeka.

Mamwe mazwi ane S

S

Swipe for the next word