Duramazwi
Zvinoreva
Kuti mwechu kubvaruka kwehembe kana jira rinongoerekana ratsemuka.
1
Kuti mwechu kubvaruka kwehembe kana jira rinongoerekana ratsemuka.
Paakandidhonza zvine simba, hembe yangu yakabva yati mwechu.
Kuti mwechu kubvaruka kwehembe kana jira rinongoerekana ratsemuka.
2
Kuti mwechu kunyemwerera kuya kunokwemunhu.
Mamwe mazwi ane M
MDuramazwi
01 / 03mwechuka
Kumwechuka kunyemwerera kuya kunoburitsa runako rwemunhu rwese.
VerengaSwipe for the next word