Duramazwi · chiito
nyemwerera
smile
Duramazwi · chiito
smile
Kunyemwerera kuseka asi usingabudisi izwi, uchingooneka mazino chete kuratidza kuti munhu ari kufara.
Kunyemwerera kuseka asi usingabudisi izwi, uchingooneka mazino chete kuratidza kuti munhu ari kufara.
Takabva tasangana naHeadmaster vachitobvawo ikoko ndichibva ndaona vonyemwerera.
Anobva anyemwerera achinditarisa ndokuti " usadaro shaa mashoko ako andirwadza.
Bacaren ndovakatozoona aripamberi kutarisisa uku akanyemwerera zismile raidairira kugotsi.
-shenyera · -sekerera
Duramazwi
01 / 03nyemwerero
smile
VerengaSwipe for the next word