KwaunobvaDuramazwiNnyena

Duramazwi

nyena

Zvinoreva

Kana chinhu chakati nyena chinenge chakavhurika, icho chichifanira kugara chakavharwa.

1

Kuti nyena nyena kudzokorora kusekerera wakaburitsa mazino panze.

Kuti nyena kungoseka zvisina musoro.

2

Kuti nyena kungoseka zvisina musoro.

Mamwe mazwi ane N

N

Duramazwi

01 / 03

nyena nyena

Kuti nyena nyena kudzokorora kusekerera wakaburitsa mazino panze.

Verenga

Swipe for the next word